Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
MuFirm. Number ndakairidza payakabuda iyi, ko ndiro rainge riri Dendera idzva roga. ❤️❤️❤️❤️
Raizipa Album iri mhani
Makwayi edendera akanga akamirira kunzwa zvakanga zvirikubikwa nemufudzi mutsva Allan & he didn't disappoint with this offering.
@@DenderaLegends akapinda nemo nemo. Siiii.
Song iyi ndandanzwa nekuitsvaga iihhh heya 😊😊 .....
Maiwana pano pamuzinda wedendera, hehehehe 😃😃
💪💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥
ODK Dai Allan asina kuita makaro vakafamba vese vakarova mangoma heavy...that Album was really good
OK!! Each story has 2 sides mukoma!!
@@DenderaLegends mapedza propaganda inogona kuti ufunge kuti side one ndorakashata...tinenge takanyeperwa 😂
@@stimuluspackage5821 Hehehehe taura zvako mwana wamai, hapana chokwadi chinodarika ipapo Hiiiiiiiiii.
@@DenderaLegends so tiudzeiwo what happened between Allan ODK na Sulu ???
@@jenningschikomba6479 Hehehehe unoda zvinhu iwe kkkkkkkk 😃😆🤣
EQUAL CONTRIBUTIONS AND BENEFITS IN THE FIRM.....KWETE KUTI UITE GREEDY (TIMBAUGUTE).....DEMOCRACY NAYO