Ndini nani tirikuridza ngoma iri raka conectiwa paSpeaker siya like ❤️🔥💯
YOURE THE BEST SINGER
This is a masterpiece 👌
✔️💯
Haachafe akasvika Apa mfana uyu
Taura zvko
Chokwadi apa haachasvike vakuvanza chiSalad vafana wacho awa
Nice music, keep it up bro
Like the way you sing,you have a golden voice my man😭❤️
Well done to the Rhythmists!!
Tiri kufamba nengoma
I like music for Romeo gasa
Iro bass harina kuchena isvina iyo 🤝👍💥💥
Uyu mpfana anogonesa uyu
You are a star,I like the way you are branding your music
Kamufana aka kari bho
And 2021 its time to dance nekuti kwatakabva mitunhu newe gasa
Excellent,good music,
This is good ....well articulated
we need more of this @Gasa keep it up bro, nice music
unogona👍👍
Thx bro nice music
Ndaishuva chaizvo kuveko kudanga uko
Ka dance kepa danga kumufudze kandipedza 😂😂😂💃💃💃💃
Keep it up my bro ngo tiza madress chete ukadaro unosvika kure good mssge Nherera Nyarara thank you
Handisi hangu nherera but song iyi inobata one day vana vangu vanogona kuva nherera kana ini vacho vakura vakati nherera inoguta musi unofa mai vayo ichokwadi chavaireva
Haaa makagona mkoma
Rova
Unique my brother
Good mssg bro
I'M MOTSWANA ORIGNATED FROM TSHWAPONG INJOYING THESE TYPE OF MUSIC SINCE 197OS YOU GENTS STAY TURNED
STAY TURNED
I can't speak or hear shona but this songs seems like better
Kunyangwe ndrimuvengi vako chandagonaa ndipembedzewoo kunyangwe ukanidaa cy chandatadza svora
Kkkkk Romeo gasa mabasa but anozivaa zvanoitaa gasa anogonaa zvake plaz mesg iripooo kumadzimai iko 😀😀😀😀😀
song yakanyorwa zvayo
Keep the standard
holla holla
Eysh yandifungisa ma90s ndichisiywa nevabereki vangu Nherera zvichengete
gasa the best
reminds me of Macheso's Petunia
This song is a petunia lite kkk
I am a namibian an I like those type of music
High
profound message here keep it up br,
and jive yacho yakanaka
Good message
Far much better
kkkkkk haaa kudanga kuri very busy zvekutii
Kkkkkkkkk kwaifiwa
Kudanga kwaiwa nenharo guys Romeo
bhora mberi simbi hombe
chokwadi chinorwadza saka zvichinzwi nherera zvichengete.....bhora mberi
hokoyoi! handei nayo vapfanha vangu!
vakomana vano bvarura ngoma ava heey
keep it up baba, dambura wire
ndiyoyo romeo unogona ini ndokutsira
The gentleman sings like John Chibadura
Woshora pakadai
Poweful massage
this ia good, show us more guys.