Tiriparwendo zvechokwadi
Warikuimba kuti kudiiko
Taiweko
Tipeiwo mamwe
Instrument rarakabatwa
Idi iro vanopana zvigaro
Amen
Munoimba zvenyu ndanakirwa zvangu❤
Madzimai makadiii ndiri pasangano repa talgate tichienda mazowe
Ndinofara makadinio nemutsa. Ndotenda nekuzivisa pamuri kunamata muri
Sangano ririmuharare Chitungwiza
Narobasa remutumwa, todakuuya kwamuri vasikana tiri ku Gweru sangano riripapi ku Chiweshe
Kuchiweshe sangano riri kunonzi kwabhobho ngarande, asi ariko akawanda chose ma sangano enyenyedzi nomwe, kwese kumativi mana enyika
Imomo mugweru ririko sangano
Murikupi kwacho nhai vapositori
Kuchiweshe ndiko kwatiri
Kuchikandira here
Amen 🙏🙏🙏
Amen amen ichokwadi
Amen idi katatu kudadirana pasi pano kutambisa nguva panekuti tinamate nekuti nyika inoguma nguva inoti vana takamira papi😊
Kuva nepfuma yakawanda kana kuva murombo tese tichapinda muvhu, kunova ndiko kuguma kwenyika ikoko, pfuma huru isinga netse kuwana uye isingapere ndiye musiki wedu
Amen ndanzwa kunzamirwa neverse iri ichokwadi vatendi kufadirana kupedza nguva ndokutendai katatu madzimai nemadzibaba
Ende ichaguma
Ndiyo nhaka yatakasirwa namari
Amee amee kuimba kwakanaka
Kuimba kwakanaka
Amen 🙏🙏🙏 monamatira kupi..todawo nemaphone number kuti mowanikwa papi
Amen Mwari tibatsirei
Amen monamatira kupi
Àmen hamuna here akati rebei nhai mutendi
Sorry wena handina akareba
Powerful
Aman & Amen 🙏
Amen Amen Amen 🙏
Amen 🙏🙏
Hwamanda dziri kuridzwa here idzo or vakungoita bass muhwamanda cz haisiyo tune yehwamanda kana ichirira
Munhu ne munhu, dunhu ne dunhu vane maridziro avo, kana imi muine maridziro enyu chiregai kufunga kuti wese munhu ndizvo anofanira kuita.
@@preciouschanga2959 hwamanda inorira zvakafanana sound inobuda ndeimwe not zvauri kutaura zvakangofanana neguitar hakuna guitar rinorira sembira maridziro ndiwo anosiyana asi sound yeguitar ndeimwe unotonzwa kuti iri iguitar iri ibhosvo hwamanda ndoiziva saka haungandiudze kuti dzinosiyana sound nyanga yenhoro inyanga yenhoro chero ukaenda kupi dzakafanana
@@givemoremachokoto8762 mutauriro unosiyana wena nyanga, bhosvo, hwamanda kwandiri ini chinhu one.
Munoziva hre kut bhabhironi chiii hre vanhu vamwari
Ameni nyika ichaguma
Wawoooo ndanzwa Moyo Wangu uchitambudzika neverse iri ndadzamirwa hangu chokwadi panyika kudadirana kupedza nguva
amen ameniiii
Amen chokwad chinodiwa namwari
Chokwadi kuti nyika ichanguma asi mazivirewo angu kunguma kwenyika kufa kwako ndokunguma
Ikoko kufa kwako Ndiko kunotove kuguma kwacho ikoko, sekuuya kwawakaita usina chauinacho unodzokera wakadaro. Mweya wako kana usina kuupa kudya kweminamato ine svitsa, hauna kwaunoenda mweya iyoyo
Ichaguma mazvirokwazvo. Kubvuma kana kuramba. Shoko raBaba hariparidze manomano kwete. Maricho erima achazorodzwa nevanyayi vedenga pavachatikuta takavarairwa mumupasi. Mabhosvo ndizvo chaizvo. Zvinotendwa vana vaBaba. Rambai muchiaridza marimba erumbidzo muchiimba nemutauro wendudzi yemutema. Tiri vapfuuri mumupasi. Takaberekerwa kuvararamira Tenzi vanoyera nekuvarumbidza nesimba remwoyo nemweya wedu.
Aaameeen. Ndinotenda kumazwi esimbaradzo, hatineti kuparidza shoko kubudikidza nekuimba nekuridza hwamanda.🙏🙏🙏
Amen and amen munoimba mukabisa nyanga idzo dzinokanganisa kuimba kwenyu
Thax for the compliments
Ndeipi church iyi,kuimba vanoimba zvavo
Johani masowe ye nyenyedzinomwe
Ini zvemasowe andichada konyengwa vanhu uko
🤣🤣🤣ah moramba kana manyengwa kwacho
Moreveiko handina kunzwisisa zvamataura
Amen 🙏
Hama dzangu makadiiiii
Ndinofara hama makadinio nemutsa
Amen amen
Ndinovatenda vanoita basa ramwari vasingawedzeri kana kutapudza , fambai fambai
Ameni ameni
Mharidzo inotendeutsa