Yakatorohwa kudarika original
Kagitare kubva pa 9.30 pakupetaaa apoooo ummm panozipa bigtime, masterpiece🤌
from fb now...muri chibab mukuru
❤❤❤
❤❤
Bambo tipeiwo rimwe album
Listening from zambia 2025. Be faithful,work hard and GOD will bless 🎉🎉
Tindo namukoma vacho ndofarira machinda Aya anoridza zvandinanzwa
Aleck macheso baba we sungura entertainment ❤❤❤ to love guys
2024/2025
Massage mashoko mashoko unogona ndati
❤❤❤❤❤❤❤
Chokwadi hiiii
Mwana wamasisiriya
Right, again on the same album, haaa ngoma rakarira iri, ende haris kuzomira kurira
#AdequateSounds ❤🎉
Voice l love it
Chibadura is alive
Angela Angela zvinhuu iyoo
Marova guys....l like dis song 🎉
Donara rubber stopper pa lead... 2010 production... Famba donara
I can hear Donald gogo's hand nowero haarovi so
Better than the latest ulbum
I cn hear Franco on backing vocals
dzemukaka zvekuti nhingi ndibaba zvava zvenyu isu tikuzipirwa nesungura tichienda mberi famba dhongi pasi panyoro zvemanumber zvava zvenyu vapei imi isu kana nhamba rakabatwa tongotaurwa zvariri zvisinei kuti nderaani
this is not Mutodi song this is as good as Macheso song which Mutodi replaced Kasamba chanting useless things to disturb the beautiful song 🫣🥹🥹
😂😂ngwazi 🎉
Try to sing NOT like macheso
Who was on lead gitar apa, is it Nyazanda or Gogo?
Gogo himself rubberstopper 😌
Mukadzi mukuru kusungura ndiMachesoo vamwe hatizovanzwi kufamba kwenguva Macheso chibaba kusungura
But why vacho vanogona vasingaite mbiri chaiyo
Sungura is in safe Hands here......kuti mxaaaaa❤❤❤
ummmm uyu murume aripi ndiye mukuru wesungura uyu
Vana VAmao Cecilia batai ngoma kwete kupisana Tindo Bata pako Mark pako ndokudai mese zvekudaro
Tindo ndokuda zvekudaro ,, kudarika mkoma wAko
Makabata
Well done Give
Your guiter your voice is wonderful
Solo your guiter and voice drives me crszy
A true cheso fan doesn't mind chero akaridzira muhari
Tiri kufambira
uyu sei asina mukurumbira achirova vacho vese vane noise musungura indstry ummm ndanga ndakasara
No competition but talented
U are talented and blessed son of God i like u message u are talented ❤
I like the message bro truth is trueth it happen in our life us black, s in family
I love u message bro Lilly in lfe❤
God bless u message bro 🙏 ❤
Ndo sungura yandoziva
Mikie uchatondera here
❤ keep on pushing tinosvika chete