Wasu  tv
Wasu  tv
  • Видео 127
  • Просмотров 59 826

Видео

vanhu vanoshanda mumba macontent creators musaisa dźimba nevana vevarungu without permission
Просмотров 321День назад
vanhu vanoshanda mumba macontent creators musaisa dźimba nevana vevarungu without permission
hakuna munhu anorasa hunhu nekuda kwecontent ndoozvawagara uri usanyepa
Просмотров 3714 дней назад
#views #duet #goviral #humour #imbroken #motivation #viralvideo #voiceeffects #comedy
mazimba hutsinye kusvika pakuuraisa vamwe muno mujoni igodo hre chiii 😥😥😥
Просмотров 21521 день назад
#views #duet #goviral #humour #imbroken #motivation #viralvideo #voiceeffects
munhu achingopedza kugeza haaende kutoilet plus munhu achifamba rwendo anodya mabanna pliz hutsanana
Просмотров 17621 день назад
#views #duet #goviral #humour #imbroken #motivation #viralvideo #voiceeffects #comedy
vhurai mawindow mubhedhuru nekusaisa tumatauro nemapant pasi pepillow musanhuwa fish pliz 🤗🤗🤗🤝
Просмотров 83Месяц назад
#views #duet #goviral #imbroken #motivation #viralvideo #voiceeffects #humour
zvinhu 2 zvisingafanirwe kushaikwa pamunhukadzi izvi
Просмотров 203Месяц назад
#views #duet #goviral #imbroken #motivation #viralvideo #voiceeffects #humour
vana vamitisana kumusha uko ndoita zvekudiiko 😥😥😥😥😥kufa kwangu ķurinane ndodii nemakuna kuna aya 😥😥😥
Просмотров 196Месяц назад
#goviral #motivation #views #viralvideo #duet #humour #imbroken #voiceeffects
kana usati wavane pako usambotenga midziyo uchiendesa kumusha better kushandisa kwauri ikoko
Просмотров 258Месяц назад
#goviral #motivation #views #viralvideo #duet #humour #imbroken #voiceeffects
Batsiraiwo madhumbe arikuita ngochani namadamboss hanzi zvaakundinakidza haachade murume .🙄🙄🙄🙄
Просмотров 194Месяц назад
#goviral #motivation #views #duet #humour #viralvideo #voiceeffects #imbroken
family planning yatipedza mafeelings todiiko mafeelings adzoke
Просмотров 279Месяц назад
family planning yatipedza mafeelings todiiko mafeelings adzoke
maid aona mwana wemurungu achiita bonde vabereki vari out for holiday ovaudza hr onyarara or video
Просмотров 6502 месяца назад
maid aona mwana wemurungu achiita bonde vabereki vari out for holiday ovaudza hr onyarara or video
vabereki vanevana vakatanga period at 8,9,10 makazvitambira seiko mwana mudiki uyu
Просмотров 672 месяца назад
vabereki vanevana vakatanga period at 8,9,10 makazvitambira seiko mwana mudiki uyu
kurarama inyasha part 2
Просмотров 962 месяца назад
kurarama inyasha part 2
Hakuna munhu akasiya vana kumusha achiuya kuzoshanda ari happy tarwadziwa 😥😥😥😥😥
Просмотров 512 месяца назад
Hakuna munhu akasiya vana kumusha achiuya kuzoshanda ari happy tarwadziwa 😥😥😥😥😥
single lady kana wafunga marriage usabata zvako murume akambohurirwa nemukadzi
Просмотров 1,2 тыс.2 месяца назад
single lady kana wafunga marriage usabata zvako murume akambohurirwa nemukadzi
zvaucharoyerwa mahara unomudii murume wemunhu asi mota kana mari
Просмотров 1422 месяца назад
zvaucharoyerwa mahara unomudii murume wemunhu asi mota kana mari
As a growing content creator u must do this to get more views and subscribers 👏👏
Просмотров 352 месяца назад
As a growing content creator u must do this to get more views and subscribers 👏👏
glaucoma is avery dangerous eye disease unpgpna kungomuka usingaone ndinayo yandinetsa 😥😥
Просмотров 962 месяца назад
glaucoma is avery dangerous eye disease unpgpna kungomuka usingaone ndinayo yandinetsa 😥😥
mimwe mivhunzo yamunovhunza inodzimbira maronda evamwe musangovhunza vhunza mirirai kuudzwa
Просмотров 1382 месяца назад
mimwe mivhunzo yamunovhunza inodzimbira maronda evamwe musangovhunza vhunza mirirai kuudzwa
ko vabereki vanogeza baba kana mai pamberi pevana murikudzidzisei vana
Просмотров 562 месяца назад
ko vabereki vanogeza baba kana mai pamberi pevana murikudzidzisei vana
kana usingade kutsvaga admin anomanager fb page rako waenda ku inelegible country ita izvi
Просмотров 153 месяца назад
kana usingade kutsvaga admin anomanager fb page rako waenda ku inelegible country ita izvi
manjuzu chiiko mweya wakanaka here mweya wakadiiko uñokurudzira kuparara kwedzimba nechihure
Просмотров 803 месяца назад
manjuzu chiiko mweya wakanaka here mweya wakadiiko uñokurudzira kuparara kwedzimba nechihure
right now my problems needs money not motivations prayers or saying i need money 🙌💸
Просмотров 573 месяца назад
right now my problems needs money not motivations prayers or saying i need money 🙌💸
how to teach english online step by step gùide
Просмотров 473 месяца назад
how to teach english online step by step gùide
if u have wifi and a laptop u can teach english online musafira muchimadhumbe choorwadźa ichi 👏
Просмотров 553 месяца назад
if u have wifi and a laptop u can teach english online musafira muchimadhumbe choorwadźa ichi 👏
vakadzi social media yatibvisa chiremera makamboona vanhurume vachishama kudaro 🤔🤔🤔🤔
Просмотров 913 месяца назад
vakadzi social media yatibvisa chiremera makamboona vanhurume vachishama kudaro 🤔🤔🤔🤔
ndakagerwa pakato pemusoro ndkarara mubhazi ndichienda kumusha 😥😥😥
Просмотров 793 месяца назад
ndakagerwa pakato pemusoro ndkarara mubhazi ndichienda kumusha 😥😥😥
facebook is not the only platfòrm that has money try youtube ,tik tok , instagram añd many more
Просмотров 273 месяца назад
facebook is not the only platfòrm that has money try youtube ,tik tok , instagram añd many more
mukadzi anoshanda samaiď anzi nemurungu tiitire sarrogacy tokupa imba ne half amillion rands odii
Просмотров 7 тыс.3 месяца назад
mukadzi anoshanda samaiď anzi nemurungu tiitire sarrogacy tokupa imba ne half amillion rands odii

Комментарии

  • @TrustPeter-em3rp
    @TrustPeter-em3rp День назад

    Kkkk

  • @SipiweMawere
    @SipiweMawere 3 дня назад

    True

    • @Wasutv515
      @Wasutv515 3 дня назад

      Vanhu vapanduka shuwa

  • @WinmoreMudambo-y2l
    @WinmoreMudambo-y2l 4 дня назад

    Amen ❤❤❤

    • @Wasutv515
      @Wasutv515 4 дня назад

      Thanks for your comment dear

  • @Roshfintech
    @Roshfintech 11 дней назад

    Kuita surrogacy hazvina basa , kubetsera warungu , ngaaite mwana agare mushe. Murume unoda advice and counselling. Apa mwana unonga asiri wake unonga ari murungu.

    • @Wasutv515
      @Wasutv515 10 дней назад

      Murume ndiye anoda kutotaurwa nayr onzwisisa kuti mukadzi chake kutakura nhumbu haarare vese nemurungu

  • @EniasChinounye
    @EniasChinounye 11 дней назад

    Chikiti chipi 😅😅😅😅😅

  • @Emily-c4v3p
    @Emily-c4v3p 13 дней назад

    Zvikutaurwa hazvisi kufambirana nemuromo vavo

    • @Wasutv515
      @Wasutv515 12 дней назад

      Rakaeditwa handisini ndaitaura kkkk vanhu kauzviona biz kutuka kkkkk

  • @SilindweYinkosi
    @SilindweYinkosi 18 дней назад

    Nhenhamo yayinayo ngasiyane nebenzi remurume awane rugare please

    • @Wasutv515
      @Wasutv515 18 дней назад

      But kuzongosiya mwana its not that easy

  • @EmiliahBingu
    @EmiliahBingu 18 дней назад

    Chokwadi tirikuurayana pachedu ini ndakazviona

    • @Wasutv515
      @Wasutv515 18 дней назад

      Jealousy neusimbe zvikaenda pamunhu 1 patoipa

  • @suzannefuramera5574
    @suzannefuramera5574 19 дней назад

    Wasu urisei

    • @Wasutv515
      @Wasutv515 18 дней назад

      Ndiribhoo hangu muriseiwo

  • @WilsonKasoso-rv6je
    @WilsonKasoso-rv6je 23 дня назад

    saka mwana wacho anomuita nani

    • @Wasutv515
      @Wasutv515 18 дней назад

      Anoiswa sperm remurume nemishini havarare vose

  • @PatienceMachuma
    @PatienceMachuma 24 дня назад

    Kkkkkkk haaa iwee

    • @Wasutv515
      @Wasutv515 24 дня назад

      @@PatienceMachuma kutandàra dia kkkkkk hapana chokwadi apa kungoti vanhu vanoda zvisina basa kkk

  • @MariaShambari
    @MariaShambari 25 дней назад

    Mukadzi benzi tsvakai bsa chero rinokupa 20r unotangira ippo akakuudza kti kurarwa ndosolution ndiani simbe

  • @suzannefuramera5574
    @suzannefuramera5574 25 дней назад

    Wasu imbopota uchisawo tu makeup mbichana

    • @Wasutv515
      @Wasutv515 25 дней назад

      Ndazwa dia parizvino ndakazvitakura handitodi zvese izvo kana face chaiyo hamuone yakatoipa zvekuipa zviya manje manje ta offloader ndinee ndadzokerawo panguwo pekare asi handiite hangu make up ndirimadzimai

  • @Akybabes
    @Akybabes 26 дней назад

    Maonere angu ngaabatsire murungu uyo. Iye chake kungochengeta mwana mudumbu make hakuzi kuti varara vese nemurungu uyu. Vakadzi vangani vanorasa vana. Uyu atori nani nekut mwana anenge ana baba vake achitopihwa good living. Ini ndirini hangu i will do it

    • @Wasutv515
      @Wasutv515 25 дней назад

      Haa kungozvara mwana wekupa munhu its not easy

  • @AgnesMaradzikwa
    @AgnesMaradzikwa 26 дней назад

    Murihoro amai. Imwi

    • @Wasutv515
      @Wasutv515 26 дней назад

      Musatanyoko yako inematuzvi

  • @tenjiwemusango6496
    @tenjiwemusango6496 28 дней назад

    Muribenzi imi hamunyari zvino kutaura matuzvi akadero

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 Месяц назад

    Nonsense 🚮🚮🚮🚮

  • @Gloria-s4v
    @Gloria-s4v Месяц назад

    Hapana chipotofita chamwari asikuti vakaromba kuti vaitemari

  • @JohnKarombe
    @JohnKarombe Месяц назад

    uchatemwa kusvika wazvimba zasi sokuti uri sango muramba watema uchakaura

  • @RodrigofxInc
    @RodrigofxInc Месяц назад

    matanga

    • @Wasutv515
      @Wasutv515 Месяц назад

      Taurai murikugara naani

    • @RodrigofxInc
      @RodrigofxInc Месяц назад

      @@Wasutv515 tega hedu kkkk

  • @jescatandiri9485
    @jescatandiri9485 Месяц назад

    Imba zvinhu zvepasi pano ngaachengete mhuri yake ndoozvaakapiwa namwari for the sake of vana how do you feel you carry nine months and you just give away like that.vanhu musafurire munhu.

  • @Owenmareverwa
    @Owenmareverwa Месяц назад

    Mahure munonetsa itai zvamunoda ,kudenga humambo pasi humambo Sarudza chaunoda

  • @phillipnyakujara7238
    @phillipnyakujara7238 Месяц назад

    Ngachegtedze imba yake

  • @SheillaSheilla-ct9ss
    @SheillaSheilla-ct9ss Месяц назад

    Ngaasiye murume kna asingashande asiye bsa atsvage kumwe

  • @LibertyMutangi-m4w
    @LibertyMutangi-m4w Месяц назад

    Kwanai amai

    • @Wasutv515
      @Wasutv515 Месяц назад

      @@LibertyMutangi-m4w ndoozvirinyore kkkk

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa Месяц назад

    Ngaudze murume kuti ndirikwenda out nevarungu for a year otoita mimba yake

    • @Wasutv515
      @Wasutv515 Месяц назад

      But still deep down your heart u will never ever have peace in your entire life

  • @Gloria-s4v
    @Gloria-s4v Месяц назад

    Zvakasiyanepi nowachekeresa mwana newewatengesa mwana nokuti mose munongtengadzimba neropa revana inongova sataniki iri pachena vanhu namatira kuva nemaziso okuona nefungwa dzinofungisisa chasataniichi

    • @Wasutv515
      @Wasutv515 Месяц назад

      Chokwadi haungombogarisike uchiziva ndakasiya mwana somewhere 😥

  • @Lina-z8g
    @Lina-z8g Месяц назад

    Haa taura hko dear ini ndane 5days ndichichema

    • @Wasutv515
      @Wasutv515 Месяц назад

      Ko vanhu varikuti hazviko wani ndonyepa get well soon girl

    • @Lina-z8g
      @Lina-z8g Месяц назад

      @@Wasutv515 zviriko dear hayiwa

  • @RodrigofxInc
    @RodrigofxInc Месяц назад

    ko vanobvisa nhumbu motii navo??? munhu oita abortion two times ?/

    • @Wasutv515
      @Wasutv515 Месяц назад

      Uyo atori muurayi anogona kutouraya kana muridzi wenhumbu wacho

  • @RodrigofxInc
    @RodrigofxInc Месяц назад

    its so sad ummm

  • @RodrigofxInc
    @RodrigofxInc Месяц назад

    🤐🤐🤐🤐🤐🤐 mukadzi haadiwe pamunhu we mweya

  • @RodrigofxInc
    @RodrigofxInc Месяц назад

    matanga kah 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

    • @Wasutv515
      @Wasutv515 Месяц назад

      @@RodrigofxInc haungiyekhe wena 🤣🤣🤣🤣🤣

    • @RodrigofxInc
      @RodrigofxInc Месяц назад

      @@Wasutv515 tokusiyayi sei imimi muchinyatsoziva kuti mweya mutsvene ne vanhu kadzi azvipindirane😂😂😆😆😆😆😆

    • @Wasutv515
      @Wasutv515 Месяц назад

      @@RodrigofxInc tanzwa baba vezvomweya kkkkk

    • @RodrigofxInc
      @RodrigofxInc Месяц назад

      @@Wasutv515 munotendwa gogo🙏👌❤️

  • @TatendaDumba
    @TatendaDumba Месяц назад

    Zvekumama izvo

  • @KimVera-n2h
    @KimVera-n2h Месяц назад

    Mapudzi anowira kusina hari

  • @gladysmasanga206
    @gladysmasanga206 Месяц назад

    Hapana chokumirira hama yangu.Unotaura nomurume wako uchimuudza kuti haurare nemungezi.Chako kutakudzwa mwana chete nokuita upenyu hwakanaka

  • @fungaihakunavanhu3390
    @fungaihakunavanhu3390 Месяц назад

    Sarrogacy,haurari nemunhu,vanotora mazai evaringu mukadzi nemurime voisa mudumbu make anenge asiri wako

  • @fungaihakunavanhu3390
    @fungaihakunavanhu3390 Месяц назад

    Ngaandipe hangu ndiite kana asingadi

  • @ClarahMakusiro-nv9ue
    @ClarahMakusiro-nv9ue Месяц назад

    asika haarare nemunhu chirungu wovapa mwana wavo muchena wobuda nezvinhu zvako

    • @Wasutv515
      @Wasutv515 Месяц назад

      Kungosiya mwana nyange akaita murungu dia akabuda mudumbù mako its not easy

  • @speciozakaloli
    @speciozakaloli Месяц назад

    Chengetedza imba yako siyana ne mari

  • @NyaradzaiMutuvi-co9jg
    @NyaradzaiMutuvi-co9jg Месяц назад

    Chokwadi anoshusha munhu iyeye zvotoda vakashinga

  • @MiriroManatsa
    @MiriroManatsa Месяц назад

    Mari ine chitema

  • @miriammafiyamafiya
    @miriammafiyamafiya Месяц назад

    Ngaadiyane mebasa racho

  • @RosemaryMagaisa
    @RosemaryMagaisa Месяц назад

    Adii kuita mwana naboss

    • @Wasutv515
      @Wasutv515 Месяц назад

      Ndoozvacho zviripo

  • @Jamesdhliwayo-eb7wr
    @Jamesdhliwayo-eb7wr Месяц назад

    Ummmm bsa topera

  • @charitysibanda7306
    @charitysibanda7306 Месяц назад

    Ngauye ini ndimubatsire tosainira pasi nevarungu vake ini naye tosheya mari yacho ndotakura hangu dhumbu iro anovaudza kut ndiri sister yake ini naye totora mari

  • @alicejakachira9684
    @alicejakachira9684 Месяц назад

    Zvaive zvekudhara kuswero bata foni yemunhu haibatwi ukatsvaga makudo mugomo unoaawana aiwawo

  • @rosechigama6562
    @rosechigama6562 Месяц назад

    Urikunyepa iweee

    • @Wasutv515
      @Wasutv515 Месяц назад

      Ndigonyepa chiiko

  • @TheresaChikara
    @TheresaChikara Месяц назад

    Chengetedze imba yako

  • @tsitsidzumbunu7968
    @tsitsidzumbunu7968 Месяц назад

    Ngasiye bsa asade mari nenzira iyoyo .

  • @ChipograceDuma
    @ChipograceDuma Месяц назад

    Siyana nekuda mari uchidaro koshesa imba yako pfuma inouya nenguwa yamwari iri yeziya futi