ZB CATHOLICS
ZB CATHOLICS
  • Видео 515
  • Просмотров 1 002 952
Mwari Mambo Tambirai
Mwari Mambo Tambirai - Fr B. Mukumba
M: S: Mwari Mambo tambirai
V: S/A Tambirai mwana wenyu, tambirai mwana wenyu, mugare naye misi yose.
B --- Munzwireiwo tsitsi Mambo, mumutore mugare naye, mwana wenyu misi yose
Madetembo:
1. Mambo mukayeuka zvivi, angasarangwa ndianiko.
2. Munzwireiwo tsitsi Mambo mumutore mugare naye.
3. Muregerere-iwo Mambo zvitema zvake zvose zvose.
4. Mwana ndowenyu uyu Mambo musamukande kwakadaro.
5. Tandirai vavengi kure vanoda kuti vamutore.
6. Ngaasvike kwamunogara kuupenyu husingaperi.
7. Kanganwai zvitema zvake achifara nemi narini.
8. Mupeiwo rugare rwenyu chiedza chimuvhenekere.
9. Kristo imi makamufira muchingurei nhasi uno
10. Apinde mudenga mamuri sezvakaita mbavha iya.
Просмотров: 101

Видео

Baba Yetu
Просмотров 115День назад
Our Father in Swahili Baba Yetu (Misa Kariobangi) Lyrics Baba yetu uliye Mbinguni Jina lako litukuzwe Ufalme wako ufike utakalo lifanyike Duniani kama Mbinguni - utakalo lifanyike Tupe leo mkate wetu - Mkate wetu wa kila siku - Tusamehe makosa yetu - Kama vile twawasamehe - Waliotukosea sisi - Situtie majaribuni - Walakini utuopoe - Maovuni utuopoe - Kwa kuwa ufalme ni wako - Na nguvu na utukuf...
Ndiiteiwo Mambo Mudziyo
Просмотров 7714 дней назад
Ndiiteiwo Mambo Mudziyo - J. Maphosa M: S/A Ndiiteiwo Mambo mudziyo-o V: S/A Mudziyo worugare rwenyu mudziiyo wenyu Mambo Ndiiteiwo-o mudziyo worugare rwenyu B Worugare rwenyu Mambo mudziyo wenyu-u Mambo ndiitei mudziyo worugare rwenyu Madetembo: 1.Itai kuti ndide kunyaradza vamwe panokunyaradzwa 2.Panoruvengo ndikushe rudo panokunyunyuta ndikushe chitendero 3.Panokurasa mwoyo ndikushe chitaris...
My soul proclaims the Lord my God
Просмотров 8914 дней назад
MY SOUL PROCLAIMS THE LORD MY GOD My soul proclaims the Lord my God; My spirit sings his praise He looks on me, he lifts me up. And gladness fills my days. All nations now will share my joy His gifts he has outpoured His little ones he has made great; I magnify the Lord. His mercy is forever more His name I praise again His strong right hand puts down the proud, And raises lowly men. He fills t...
Praise the Lord, praise your God, Jerusalem (Psalms 147)
Просмотров 4614 дней назад
Praise the Lord, praise your God, Jerusalem He has strengthened the bars of your gates he has blessed the children within you. He established peace on your borders, he feeds you with finest wheat. He sends out his word to the earth and swiftly runs his command. He showers down snow white as wool, he scatters hoar-frost like ashes. He hurls down hailstones like crumbs. The waters are frozen at h...
In Dominic we claim to be
Просмотров 11721 день назад
Hymn of Praise In Dominic we claim to be, through all the world one family, O praise God, laudare! A living heritage we share, of study common life and prayer. Refrain: Laudare, Alleluia, Benedicere, Alleluia! Praedicare To east and west to south and north; O sisters, brothers now go forth Be a blessing, benedicere! Throughout the universe release, God's reign of justice, love and peace! R. How...
Inu Kankosa kaMulungu
Просмотров 164Месяц назад
Inu Kankhosa ka Mulungu Kamene muchotsa machimo a Anthu Mutichitire chisoni Mutichi-mutichitire chiso-chisoni Mutichitire chisoni (2x) Inu Kankhosa ka Mulungu Kamene muchotsa machimi a Anthu Mutipatse mútendere Mutipa-mutipatse mtende-mtendere Mutipatse mtendere
Maari Mwari Mune Ruponeso
Просмотров 305Месяц назад
Maari Mwari Mune Ruponeso
Mambo Takugamuchirai - Inner City Deanery Choir
Просмотров 2392 месяца назад
Mambo Takugamuchirai - J.K. Dzingai M: Mambo takugamuchirai V: S/A Takugamuchirai Mambo, garai Mambo mumwoyo yedu, takugamuchirai, garai mumwoyo yedu B/T Mambo garai, Mambo garai mumwoyo yedu, garai mumwoyo yedu Madetembo: 1.Ipai Mambo imi vanakomana vaMwari, ipai Mambo mukudzo nesimba 2.Ipai Mambo mikudzo yakafanira namatai kuna Mambo panguva inoyera 3.Inzwi raMwari riri pamusoro pemvura zhinj...
Holy Father Dominic
Просмотров 1902 месяца назад
Holy Father Dominic- Sr Bernadatte Helegwa O.P Holy Father Dominic Companion and Friend of God Teach us the secret of life To live in Jesus Christ, His only son 1. Flame that burned so clear and bright Lighting the way for the lost and the blind,. Leading them home to Jesus Christ Their true Shepherd and God 2. May your zeal so burn within us, Setting afire our hearts and souls Yearning for dee...
Handikodzeri Mambo Kuti Mupinde Muneni
Просмотров 1192 месяца назад
Handikodzeri Mambo - C. Takura M Handikodzeri Mambo kuti mupinde muneni x2 V: S/A Handikodzeri Mambo, Mambo handikodzeri kuti mupindewo munenii B Mambo handikodzeri handikodzeri Mambo kuti mupinde muneni Chorus: M Taurai izwi chete Mambo x2 S/A Ingotaurai izwi chete, ingotaurai izwi mweya wangu uponeswee B Mambo tauraii izwii, Mambo taurai mweya wangu uponeswee Madetembo: 1. Mweya wangu rumbidz...
Rugare Ndinokupai
Просмотров 4093 месяца назад
Rugare Ndinokupai - Sr Perpetua Muza (Holy Cross) M: Rugare ndinokupai V: S/A Ndinokupai ndinokusiirai rugare sokupa kunoita vadisi-i ndinokupai ndinokusiirai … B - - - Rugare rwangu - - ndinokupai handikupii-hi, vezvapasi rugare rwangu Madetembo: 1. Tenzi mungachirega muranda wenyu, zvino achienda norugare. 2. Nokuti meso angu aona ruponeso rwenyu, rwamakagadzirira ndudzi dzose dzavangu. 3. Ch...
Ini ndinokurumbidzai Mambo - Magnificat
Просмотров 3113 месяца назад
Ini ndinokurumbidzai Mambo- Mr A. Mafukidze M: Ini ndinokurumbidzai Mambo V: Nomwoyo wangu wose, mweya wanguwo unopemberera Mwari muponesi wangu. 1. Ini ndinokurumbidzai Mambo nomwoyo wangu wose, nokuti wakatarisa netsiye nyoro muranda-nhando wake. 2. Chionai, kubvira zvino marudzi ose achanditi munatswi, nokuti Samasimba wakandiitira zvinhu zvikuru. Zita rake rinoera. 3. Anonzwira tsitsi avo v...
Mwari Tendeukirai
Просмотров 1913 месяца назад
Mwari Tendeukirai - R. Tonganai M: Mwari tendeukirai V: S/A Kunesu mutipewo Mwari tendeukirai mutipewo mutipewo rupenyu rutsva B Mwa-ri tendeukirai tendeukirai Mwarii mutipewo rupenyu rutsva Madetembo: 1. Mambo batai mwoyo wangu ndigotya zita renyu 2. Rudzi rwenyu ruchakuteurirai zvipo zvomupiro nomufaro 3. Ndinokumirirai kubvira magwanani kusvikira manheru, nokuti ndimi mununuri wangu 4. Imi m...
Zuva Ripenye Kuvakafa
Просмотров 3053 месяца назад
Zuva Ripenye Kuvakafa - J.K. Dzingai M: Zuva ripenye V: S/A Ripenye kuvakafa zuva risingagumi, zuva ripenye, zuva risingagumi ripenye kuvakafa B/T Ripenye kuvakafa zuva risingagumi, zuva risingagumi, ripenye kuvakafa Madetembo: 1.Ndiri ruponeso rwavanhu ndizvo zvinotaura Mambo 2.Ngavachemere kwandiri vari munhamo ini ndichavanzwa 3.Ndichazova Mambo wavo nokusingaperi, vachazova vanhu vangu 4.Te...
Vakakomborerwa vakakokwa kumabiko
Просмотров 6403 месяца назад
Vakakomborerwa vakakokwa kumabiko
Mupriste wedu ngaakudzwe
Просмотров 4054 месяца назад
Mupriste wedu ngaakudzwe
Lonke Zizwe Zonke
Просмотров 2704 месяца назад
Lonke Zizwe Zonke
Ambuye Mutichitire Chisoni
Просмотров 4245 месяцев назад
Ambuye Mutichitire Chisoni
Kristo Akakwira
Просмотров 3305 месяцев назад
Kristo Akakwira
Uchirai Mose Mambo Akwira Kudenga
Просмотров 1965 месяцев назад
Uchirai Mose Mambo Akwira Kudenga
Maria Wegomo Kamero - Mr Desmond Jakachira (Mutare Diocese) performed by Holy Cross Budiriro parish
Просмотров 1,4 тыс.5 месяцев назад
Maria Wegomo Kamero - Mr Desmond Jakachira (Mutare Diocese) performed by Holy Cross Budiriro parish
She Bashe Taswika
Просмотров 3505 месяцев назад
She Bashe Taswika
O Lamb of God
Просмотров 1495 месяцев назад
O Lamb of God
Anonwa Mvura
Просмотров 4416 месяцев назад
Anonwa Mvura
Praise Christ the son of the living God Alleluia
Просмотров 1876 месяцев назад
Praise Christ the son of the living God Alleluia
Peace perfect peace
Просмотров 1306 месяцев назад
Peace perfect peace
Father in my life I see
Просмотров 1216 месяцев назад
Father in my life I see
Mununuri Yesu
Просмотров 2576 месяцев назад
Mununuri Yesu
Exsultet - Vangere vedenga chiimbai
Просмотров 1916 месяцев назад
Exsultet - Vangere vedenga chiimbai

Комментарии

  • @nqobizithamoyo5233
    @nqobizithamoyo5233 2 дня назад

    Is this Dominican Convent High School Harare? Beautiful ❤

    • @ZBCatholics
      @ZBCatholics 19 часов назад

      @@nqobizithamoyo5233 yes it is

  • @alexionyashamazadza3820
    @alexionyashamazadza3820 10 дней назад

    ❤❤

  • @AlsoppQuintina-o5e
    @AlsoppQuintina-o5e 12 дней назад

    Sam Row

  • @Mimi_Chirwa
    @Mimi_Chirwa 13 дней назад

    This songs brings me closer to God 💕

  • @mariodesilva8193
    @mariodesilva8193 14 дней назад

    thank you very much what beautiful choir singing to perfection!!!!!!

  • @mufarochademana8637
    @mufarochademana8637 14 дней назад

    Chorus ma1

  • @tatendamandongwe3038
    @tatendamandongwe3038 15 дней назад

    Bass mandinamatisa welldone Ticklass

  • @chipomautsi2601
    @chipomautsi2601 16 дней назад

    Catholic yngu kni mhai

  • @MrMarques8
    @MrMarques8 18 дней назад

    Heart and Soul. Powerful hymn

  • @FariSengudzai
    @FariSengudzai 20 дней назад

    Kubuda Roma kuonererwa

  • @flymak1975
    @flymak1975 25 дней назад

    Beautiful singing sisters and brother...from me a fellow OP

    • @ZBCatholics
      @ZBCatholics 25 дней назад

      @@flymak1975 Ko Makorokoto ka nhai Sr Feli

  • @Mukuruweband
    @Mukuruweband 29 дней назад

    Thank you

  • @Mukuruweband
    @Mukuruweband 29 дней назад

    Munogona

  • @Mukuruweband
    @Mukuruweband 29 дней назад

  • @muronziprincessruth7019
    @muronziprincessruth7019 Месяц назад

    My song 22 September 2024 ndiripa anambra state naija achauya madzimambo

  • @HenryCharles-v6j
    @HenryCharles-v6j Месяц назад

    Amen

  • @judithmagadza8712
    @judithmagadza8712 Месяц назад

    Amen

  • @moyisinkomo2586
    @moyisinkomo2586 Месяц назад

    ❤❤thank you Lord Jesus Christ.

  • @NdouMushavi
    @NdouMushavi Месяц назад

    Roma yakatanga riini kuimba zvinorarisa kudai?

    • @ZBCatholics
      @ZBCatholics Месяц назад

      @@NdouMushavi This was Covid, churches were not even a 1/4 full so makes sense

    • @NdouMushavi
      @NdouMushavi Месяц назад

      @@ZBCatholics thank you very much. Ndabatsirika

  • @KWASHIC
    @KWASHIC Месяц назад

    who has the rights to this song? Is it owned by an individual or is it the Catholic Church?

    • @ZBCatholics
      @ZBCatholics Месяц назад

      @@KWASHIC definitely not an individual, however Im not exactly sure as its not in our hymn book and the Anglican church has a similar song as well but also not existent in their hymn book, so it could be just a traditional hymn that was sang and never written down and claimed

  • @tanatswachaluwa3210
    @tanatswachaluwa3210 Месяц назад

    Reminds me of my days at St John’s emerald hill 2013

  • @BhekiBhekinkosi
    @BhekiBhekinkosi Месяц назад

    🎉❤

  • @barbaramapuranga2125
    @barbaramapuranga2125 Месяц назад

    Ave Mariya

  • @mandydale8036
    @mandydale8036 Месяц назад

    THank you for the beautiful recording. I found the lyrics this morning and appreciate your lovely community singing.

  • @sibusiswemasiyandima5551
    @sibusiswemasiyandima5551 Месяц назад

    Ingikhumbuza I Uganda Martyrs Luveve, am proud to be a Catholic

  • @linetgarikai
    @linetgarikai Месяц назад

  • @doreenmuzorori5322
    @doreenmuzorori5322 2 месяца назад

    This version ❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️

  • @kudzaimhindo7227
    @kudzaimhindo7227 2 месяца назад

    Glory to God

  • @takundakaranda1834
    @takundakaranda1834 2 месяца назад

    I remember when it was me

  • @madhalatee
    @madhalatee 2 месяца назад

    Wiseman

  • @ginaguzhaguzha7846
    @ginaguzhaguzha7846 2 месяца назад

    These classics always leave tears in my eyes. Rest in peace my mom...your choir also sang this song this beautiful. Thank you!!❤

  • @bondtaderera5784
    @bondtaderera5784 2 месяца назад

    Lord Jesus Christ let your mercy and favour speak for us

  • @rutiliousayi3002
    @rutiliousayi3002 2 месяца назад

    My spiritual home

  • @Tylee427
    @Tylee427 2 месяца назад

    ❤❤❤❤❤❤

  • @annachingonzoh2125
    @annachingonzoh2125 2 месяца назад

    Ameeen

  • @MuchareveiMakoni
    @MuchareveiMakoni 2 месяца назад

    I am from Dominican primary School Bulawayo

  • @oscarnyabadza4351
    @oscarnyabadza4351 2 месяца назад

    Ngaakudzwe nekurumbidzwa nokusingaperi.

  • @JosephChilunga-e5x
    @JosephChilunga-e5x 2 месяца назад

    Mutichitile chisoni

  • @KorpusV6
    @KorpusV6 2 месяца назад

    I love my Parish

  • @Malamapaul44-ut5hk
    @Malamapaul44-ut5hk 2 месяца назад

    I will never stop listening to this song ♥️

  • @MichelleSabau
    @MichelleSabau 3 месяца назад

  • @KorpusV6
    @KorpusV6 3 месяца назад

    Mai Kazembe is a legend of the Holy Name choir

    • @ZBCatholics
      @ZBCatholics 3 месяца назад

      @@KorpusV6 zvese ne Inner City Deanery Choir

  • @richardfreddie6364
    @richardfreddie6364 3 месяца назад

    i am from Our Lady of the Wayside MT Pleasant , shoko iri rinondibata

    • @ZBCatholics
      @ZBCatholics 3 месяца назад

      @@richardfreddie6364 same thats my parish

  • @lydianyathi6901
    @lydianyathi6901 3 месяца назад

    Proudly Catholic 🎉🎉🎉🎉🎉

  • @godfreykudakwashengara2461
    @godfreykudakwashengara2461 3 месяца назад

    ❤❤❤ baba munoyera

  • @zeeroyalngwenya5968
    @zeeroyalngwenya5968 3 месяца назад

    Here by childhood memories demands. Thank you for uploading this song

  • @jamesmuladulajr78
    @jamesmuladulajr78 3 месяца назад

    I heard first from the president so all these voices here I am listening to in the president's voice 😂. Love the song ❤😂l

  • @albertchindove1465
    @albertchindove1465 3 месяца назад

    Sacred Catholic Music ino ndinamatisa hangu . May God bless all those who compose these songs. They are doing great job touching our spiritual lives. Never gets old Anonwa mvura ......

  • @nyashachingozha7156
    @nyashachingozha7156 3 месяца назад

    this song😢

  • @sallytembo2212
    @sallytembo2212 3 месяца назад

    Go loud