🎉🎉🎉🎉🎉
lindo casamento ❤❤
Zvotendwa
Congratulations madzibaba Peter
Beautiful!!!!Congratulations🎉🎉🎉
Ndadzidza wena, all along ndaiti kupostori hakuchatwi asi nhasi ndazozvionera kuti muchato wemuchechi urikowo!
Zvakanakisa kana nokudenga zvanyorwa
Next ndini zvotendwa
Wish I had a masowe wedding. Well, will plan for my children
Zvinokudzwa izvi
Beautiful !!!
muchato wedu muimba weJerusarema...send pls +26777634655
Hazviko kuimba yechishanu izvi
Saka Chishanu hamuchizive madzimai !!
Baba isu totungamidza tsananguro,saka amai Ava muvaramba imi ndimi makatorasika zvishoma
@@tarisaimubvuri968 kana uchireva ini wangu haaaah .. Haungandiudzire chiShanu hama hangu .. Muchato uriko kumasowe unemaitirwo awo zvichienderana netsananguro dzevaviri .. Baba ndakazvarirwa muchishanu nevanamati vemuchishanu .. Madzimai avo ndinoti mudzidzwa weChishanu parwendo rwaJohane .. Handina daka navo asi muChishanu dzidzai mugodzidza nekuti vazhinji venyu hamusati madzidza !!
Makachena vana vaBaba ,postori yangu ndofa nayo neniwo ndinochatawo chete parenje
Amen neni ndirikutochatawo nezita rajeso.
Unonyoreswa Ku court here muchato uyu or kudenga chete ko pasi pano
vanozoenda kucourt nemawitness vosaina mapaper
Zvakarongeka kana nokudenga zvanyorwa
zvakarongeka izvi
Ndatenda hangu
Nice One👏🏽
nice
Ndinozvikudzw neniwo ndirimumwe wenyu wemuimba ye Jerusalem
Lovely
Nekudenga chatosungwa chitsividzo
Zvokudzwa chose 👏👏👏
Nice